Zengera sezita
Zengera izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania, neUganda.
- Vanhu vane zita iri: Nyerere Zengera; Tichaona Zengera; Hazi Zengera; Watson Zengera.
- Mazwi ari pedyo: Mazengera sezita.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Kikongo vanoti kuzengela (be prejudiced).