Mbangu izita remhuri rinowanikwa muZambia, Zimbabwe, neDRC.

  • Vanhu vane zita iri: Kutokwa Mbangu; Tegra Mbangu; Khanya Mbangu; Nicole Mbangu.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.