Shoko rokuti kuchimbidza (make haster, do quickly, do sooner, expedite) rinoreva kukonzera basa riripo kuti riitwe munguva pfupi pasina kurasa nguva.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Kuchimbidzika, kukasira, kukurumidza (expedite, do sooner; to be quick).
  • Chimbidza kuuya: make haste to come.
  • Kuchimbidzira (beforehand in doing; make haste for a purpose).
  • Chimbichimbi - kuita ipapo pakare kuchanonoka.
  • Chara - (Quickness of movement). Ita chara kana uchinyora, ukurumidze kupedza nenguva.- write quickly so that you will finish in time. Munhu uyo ane chara: that man is a quick worker.
  • Chimhwi (Quickness in carrying out an operation.
  • Kubaukira (being quick). Aifamba achibaukira: he walked quickly.
  • Vanochimbiropedza kuti vadye mberi kwevamwe.

Mitauro yeAfrika chinjirudza