Mboni izita remhuri rinowanikwa muTanzania neSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Mboni Jumbe; Mboni Msiza; Mboni Omary; Rosemary Mboni.
  • Tarisai chinyorwa chinonzi mboni.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.