Chapupu

Kumatare emhosva, chapupu, (witness) munhu anomira pamberi pedare achitaura mashoko ezvaakaona zvaanoziva kuva chokwadi pamusoro pemhosva iri pamberi pedare. Vamwe vatauri vanoti mboo. Mashoko acho anotaurwa anonzi huchapupu.

TsumoEdit

  • Mhosva ndeyomwene, vazhinji zvapupu. A case concerns the doer, others are just witnesses.
  • Mhosva ndeyomwene, vazhinji vapupuri. A case concerns the doer, others are just witnesses.