Chapupu

(Redirected from Zvapupu)

Kumatare emhosva, chapupu, (witness) munhu anomira pamberi pedare achitaura mashoko ezvaakaona zvaanoziva kuva chokwadi pamusoro pemhosva iri pamberi pedare. Vamwe vatauri vanoti mboo. Mashoko acho anotaurwa anonzi huchapupu.

TsumoEdit

  • Mhosva ndeyomwene, vazhinji zvapupu. A case concerns the doer, others are just witnesses.
  • Mhosva ndeyomwene, vazhinji vapupuri. A case concerns the doer, others are just witnesses.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaWanga vanoti omuloli (n. witness; one who saw).
  • VaTsonga vanoti v. fakaza (v. testify). Mamwe mazwi: fakazi (n. witness).