Mbwaku izita remhuri rinowanikwa muMalawi, Tanzania neCongo Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Mbwaku Phili; Robino Mbwaku; Doctar Mbwaku; Happy Mbwaku.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.