Mhindu (versatility, ability to change plans, alternative) zvinotaura munhu anokwanisa kushandura zvirongwa kana pfungwa kubva pane chimwe kuenda pane chimwe asingarambe akati nanga-nanga nechimwechete kana namafungiro mamwe. Vamwe vatauri vanoti munhu ane mabhindauko.
- Munhu asina mhindu haabudirire: a person with a one-track mind cannot get on.
- Rufu runoshayisa mhindu: death is inevitable.
- VaTonga vanoti mpindu (n. business, profit).
- Vatauri veUmbundu vanoti ocipindi (trade).
- VaTsonga vanoti bindzu (n. business). Mamwe mazwi: bindzula (v. profit). Bindzulo (n. profit).