Mhiribidi sezita

Mhiribidi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Mhiribidi (Frantic struggle e.g. of anirnal caught in trap; 2. Rolling e.g. of playing dogs, of child that has overeaten).

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaMambwe vanoti -inda (to forbid, prohibit, bar) kureva kurambidza.
  • VaMambwe vanoti -indizya (to cover nakedness of person by tucking up his loin cloth) kureva kupfunyira nhembe pakati pemakumbo senzira yekuvhara kushama kwemuviri.
  • VaMambwe vanoti muinda (cloth worn between the legs) kureva jira rinopfekwa pakati pemakumbo.
  • VaMambwe vanoti -inda (to exempt a debtor from paying his debt, to remit the debts of a person - i.e. to cancel debt).