Mhundwa sezita
Mhundwa izita remhuri rinowanikwa kuZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Isaac Mhundwa; Francina Mhundwa; Thobekile Mhundwa; Russel Mhundwa.
Mitauro yeBantu chinjirudza
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.