Mujawo
(runangakatsva kubva kuMijawo)
Mujawo (race in English) zvinoreva makundano ekumhanya kungava kwevanhu kana kwemhuka. Mhuka dzinoita makundano ekumhanya dzinosanganisira: bhiza, imbwa, mbongoro.
Nokumwe kutaura mujawo unonzi nhange-mutange.
Mamwe Mazwi
chinjirudza- Kupitsirana kana kuita mapitse (to compete together, have a race) apa kureva kuita mujawo wekumhanya kana mamwe makundano.
- Chibvanzvimbo (Short distance from starting point of race).
- Chipeperabesu neChipeperahuma (n. tailwind and headwind).
- Rubatsiro rwemhepo (n. wind assistance).
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaDigo vanoti tsomana (to compete) kureva kutsomana.
- MaZulu vanoti jaha (Afrikaans: jag. Means cause to race, drive along, make to rush along) kureva mujawo.
- MaZulu vanoti umjaho (n. race, competition) kureva mujawo.
- VaGwere vanoti mbiro (race, running, athletics; act of running or travelling on foot at a fast pace) vachireva mujawo.