Miriro izita reChishona rinobva pashoko rekuti kumira kana kumirira. Rinoreva kuti to wait for; one who is waited for kana kuti to expect. Iri izita rechisikana rakatanga kushandiswa mugore rema1900.

Zita iri raipihwa kumwanasikana akazvarwa se wechipiri mumhuri.

Mazita akafanana chinjirudza

Mamwe mapeji ekutarisa chinjirudza