Mlambo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vakakurumbira vane zita iri: Ambuya Mlambo vaiva mushamarari paZBC vachiita zvirongwa zvevadiki.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti umlambo (n. river) kureva rwizi. VaVenda vanoti mulambo kureva rwizi.
  • MaZulu vanoti umlambo (Low-lying marsh with stream drainage) kureva deve rine rwizi.
  • MaZulu vanoti umlambongwenya (crocodile river).
  • VaChewa neMang'anja vanoti mlambo (a type of fish).