Msangeni kana Mlindi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Mwajuma Msangeni; Sophia Msangeni; Farida Msangeni; Mwaimuna Msangeni.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Kidawida inoti msangeni (downwards; aground; below) kureva pasi.
  • Kidawida inoti isanga (n. country; ground; land) kureva nyika.
  • Kidawida inoti msanga (adj. earthy; n. soil). Mamwe mazwi: isanga lyose (the world; the whole earth).