Mshani izita remhuri rinowanikwa muMalawi, neTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Tupokiwe Mshani; Maria Mshani; Grace Mshani; Haggai Mshani.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Taita inoti mshani (n. blacksmith) kureva mupfuri wesimbi.