Mubali izita remhuri rinowanikwa muTanzania, Cameroon, neUganda.

  • Vanhu vane zita iri: Leonard Mubali; Tridon Mubali; Brian Mubali; Honorine Mubali.
  • Mamwe mazwi: Sibanda sezita.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Lingala inoti mobali (n. man, husband). Lingala inoti mwana mobali (n. son).
  • Lingala inoti ngombe mobali (n. bull). Lingala inoti meme mobali (n. ram) kureva gotora.