Mutomo
(runangakatsva kubva kuMudongera)
Mutomo, mudonera, mudongera kana mufuro (n. Rapanea melanophloeos) muti unowanikwa muZimbabwe.
Mitauro yeAfrika
chinjirudza- Shona inoti mukwiramakoko (n. Rapanea melanophloeos. Cape beech) kureva mufuro.