Mudzidzisi, mufundisi kana murairidzi (Teacher) munhu ane ruzivo anoshanda pachikoro achidzidzisa kana kupakurira vamwe vanhu ruzivo rwake. Izwi rokuti mudzidzisi rinonyanya kutaurwa padanho rechikoro chePrimary neSecondary.

MuZimbabwe vadzidzisi vanodzidza vachirairidzwa basa ravo kwemakore matatu kana mana.

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • Kudzidzisa, kufundisa, kurairidza (to teach).
  • Chidzidzo (a lesson) kureva zvacho zviri kudzidziswa.
  • Kudzidza (to learn; state of being educated) apa kureva kugamuchira chidzidzo kana kuva munhu akafunda zvidzidzo.
  • Dzidzo kana fundo (Education).

Kalanga chinjirudza

Mitauro yeBantu chinjirudza