Mufundi izita remhuri rinowanikwa kuZambia neTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Fredrick Mufundi; Fortunata Mufundi; Deborah Mufundi.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Kimbundu vanoti mufundi (n. grave digger). Mamwe mazwi: -funda (v. bury).
  • Kimbundu vanoti mufundi (n. complainant). Mamwe mazwi: -fundika (v. mellow).
  • Kimbundu vanoti a funde (judgment; litigate; plead).