Chikwiku, chiungadzi, kovakova kana mugone (n. Acacia polyacantha. Acacia campylacantha) muti unowanikwa muZimbabwe. Muti uyu unowanikwa wakaprarira muAfrika kubva kuGambia neEthiopia kusvika South Africa

  • Vamwe vanoti: mukwakwa kana munanga.
Chikwiku
Mhodzi dzeMugone

Zvakakochekwa chinjirudza