Mugongo sezita
Mugongo izita remhuri rinowanikwa muCongo Kinshasa neUganda.
- Vanhu vane zita iri: Denise Mugongo; Amani Mugongo; Ana Mugongo; Georgette Mugongo.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.
- VaBukusu vanoti kúmúkóongo (n. back of body, spine, backbone) kureva musana.
- VaYao vanoti mgongo (the back, the backbone) vachireva musana. VaNgala vanoti mokongo (back of body) kureva musana.
- VaKikuyu, VaShambala neVaNyoro vanoti mugongo (back of body - lumbar region) kureva musana.
- Luwanga inoti omukongo (n. back) kureva musana. Mbukushu vanoti mughongo (n. back; sacrum) kureva musana.
- VaBwisi vanoti mughongo (n. back) kureva musana. VaBwisi vanoti chiwisa cha mgongo (a vertebra) kureva rimwe remapfupa anomisa musana.