Mugarahanga

(runangakatsva kubva kuMugunduzi)

Mugarahanga, mugunduzi, muchangiza kana muora (n. Celtis durandii. Albizia amara sub sericocephala) rudzi rwemuti unowanikwa muZimbabwe nedzimwe nyika dzekuchamhembe kweAfrica.

Mashizha neMaruva eMugarahanga

Kurapa chinjirudza

Mitauro yeBantu chinjirudza

Mapikicha chinjirudza

Zvakakochekwa chinjirudza