Murama

(runangakatsva kubva kuMugwamura)

Murama, mugwamura, mudamura, mubopo, mutukutupasi kana gwangwandiza (n. Tylosema fassoglensis. Creeping bauhinia) rudzi rwemuti unowanikwa muZimbabwe nedzimwe nyika dzekuchamhembe kweAfrica. M kureva mungando kana .

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • IsiNdebele vanoti Umbama kana Umdabule (Creeper: Tylosema fassoglensis). Marama bean) kureva murama.

Zvakakochekwa chinjirudza