Mukondi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neSouth Africa.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kinande vanoti omukondi (n. lumberjack; woodcutter) munhu anotema miti. Mamwe mazwi: emikondere (n. the technique used to fell trees).
  • Kimbundu vanoti mukondi (comforter, consoling, cheering) munyaradzi.