Mukonikoni

Mukonikoni (dragonfly in English) kapembenene kane maziso makuru nemuviri wakareba uye mapapiro anonjenjemera. Setumwe tupembenene mukonikoni une makumbo matanhatu (6) asi haugone kufamba zvakanaka. Zvinonzi mukonikoni ndiko kamwe ketupembenene tunobhururuka neSpidhi wakakura kunyanya.

Orthetrum chrysostigma LC0207.jpg

Kapuka aka kanodya humhutu; nyuchi; igo; uye shaveshave. Mukonikoni unonyanya kuwanikwa munzvimbo dzine mvura pane nyanza; madziva; nzizi; matoro nemajahwi.

Mitauro yeAfrikaEdit

  • ChiNembe vanoti konikoni (adj. punctilious; attentive to petty formality).