Mukudu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Joseph Mukudu; Kudakwashe Mukudu; Nyasha Mukudu.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.