Mukumbura
Mukumbura izita remhuri muZimbabwe. Kune dunhu rinonzi Mukumbura, muZimbabwe.
- Kukumbura (comfort, console) kuvaraidza; kukungura kana kunyaradza. Zvichida ndipo panobva zita renzvimbo rokuti Mukumbura?
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Kirundi inoti gukumbura (to be lonesome for) vachireva kusurukirwa.
- Kinyarwanda vanoti gukumbura (to be lonesome for). Mamwe mazwi: urukumbuzi (lonesomeness).
- Zigula inoti mkumbulu (n. waist band).