Mukumbura, muZimbabwe

Mukumbura inzvimbo iri kuchamhembe kweZimbabwe mudunhu reMashonaland Central. Mukumbura iri chinhambwe chinosvika makilomita 100 kubva kuMount Darwin.

Mitauro yeBantuEdit

  • Fwe inoti makumba (strips for building).
  • Fwe vanoti kukumbura (to cut strips - as building material).
  • Zigula inoti mkumbulu (n. waist band).