Mukunde izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Rwanda neUganda.

  • Vanhu vane zita iri: Alfred Mukunde; Daniella Mukunde; Brigitte Mukunde; Nyasha Mukunde.
  • Mazwi ari pedyo: Kundire sezita.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kikongo inoti kunda (n. a layer, a stratum, store (in a building). Mamwe mazwi: kundikila (n. to raise up upon some support).
  • Kikongo inoti kundalala (v. to stand or appear high up above others ; to tower, be lofty, exalted, great, very noble, honoured).
  • Hadiyya inoti gunda (short, dwarf) kureva kupfipika. Gundukko (to be short). Swahili vanoti gunda (be short in stature).
  • Swahili inoti kitu chekundu (red thing) kureva chinhu chitsvuku.