Muwonde

(runangakatsva kubva kuMukuyu)

Muwonde (Figtree, Ficus sycomorus) muti unowanikwa wakapararira muAfrica nedzimwe nyika dzeMiddle East..

Mawonde pakunoibva

Zvichida mawonde ndiwo anonzi tsamvi zvakare?

Tsumo chinjirudza

  • Munhukadzi ishavhi anoteverwa neshiri. A woman is like figs followed by birds.
  • Mukuyu hauvinge shiri. A fig tree does not go to the birds.
  • Muonde haufambiri shiri. A fig tree does not travel to birds.
 
Mawonde akaibva

Mazwi eBantu chinjirudza

  • VaWanga vanoti omukhuyu (figtree) kureva mukuyu. VaLenje vanoti mukuyu (large fig-tree) kureva mukuyu.
  • MaZulu vanoti ilikhiwa kana amakhiwa (Fig; fruit of wild fig-tree) kureva makuyu. Mamwe mazwi: ilikhiwane kana amakhiwane kureva makuyu.
  • MaZulu vanoti umkhiwa kana amakhiwa (wild fig-tree, Ficus capensis). Mamwe mazwi: umkhiwane kana umkhuwu kureva mukuyu.