Muchidzidzo chezvipenyu mukwashi, mukwasi kana kuti hororo (crane) ishiri ine mhando dzinowanikwa kuzviwumbe zvose kunze kweSouth America neAntarctica.

Mukwasi kunyika yeIsrael. Mhando zhinji dzemukwasi dzinoungana mumapoka panguva yekutama uye muchando