Anthakitika

ziwumbe
(runangakatsva kubva kuAntarctica)

Anthakitika (kureva Antarctica) sekutodza bumbiro remabhii eChindau, iziwumbe ririkuchamembe kwemamwemaziwumbe pachimiro chayo Gonga rekuChamhembe. Anthakitika yakade kuenzana nezvinopetwa kaviri pakura neziwumbe reOstireriya.

Antarctica

Anthakitika inzvimbo inotonhoresa uye yakaomesa inemhepo yakawanda pamaziwumbe ose. Pamusoro pezvo, inovonekwa segwenga nokuti inonayiwa nemvura ishoma, ingasvika mchurumita wemazanamaviri (200mm) chete gore roga roga.


Ziwumbe

Template:Anthakitika