Mukwashi

(runangakatsva kubva kuMukwasi)

Muchidzidzo chezvipenyu mukwashi, mukwasi kana kuti hororo (crane) ishiri ine mhando dzinowanikwa kuzviwumbe zvose kunze kweSouth America neAntarctica.

Mukwasi kunyika yeIsrael. Mhando zhinji dzemukwasi dzinoungana mumapoka panguva yekutama uye muchando