Mukwesha izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti khwesha (v. 1. Draw inward, bend inward; be curved in; 2. Fly about, get blown about as light leaves).
  • MaZulu vanoti khweshe (ideo of drawing in, doubling up. 2. of light, quick gait).
  • MaZulu vanoti inkhweshe kana izinkweshe (n. Anything bent or drawn in; person with bent-in buttocks).
  • MaZulu vanoti ukhweshe kana okweshe (n. 1. Palm of the hand - that which can be bent in at the middle; 2. Handful.) vachireva chanza kana rwanza.
  • MaZulu vanoti ulukhweshe kana izinkweshe (n. handful). Mamwe mazwi: ulukhwesha (n. Light, dry leaves) kureva mashizha akawoma akareruka.

Mazwi ari Pedyo

chinjirudza