Munyakwe

Munyakwe, chinyakwe, chinamwe, rondo, dongo (clayey soil) imhando yedhaka rakatsetseka rinonamira kana ratoteswa. Dhaka iri rinoshandiswa kuumba hari nezvimwe zviumbwa.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaChewa vanoti mtapo (clay used in making pots; place where they dig such clay).
  • Lunyoro vanoti obudongo (n. clay) kureva munyakwe. Sagara vanoti idongo (n. soil (clay) kureva munyakwe.
  • MaZulu vanoti umthapho kana umtapo (Source of supply - of clay, ore, honey; mine, find).
  • MaZulu vanoti umthapho kana umtapo (Wholesale store; warehouse).