Mupanga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Zambia neCongo, Kinshasa.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Zulu vanoti umphanga (n. Species of bush-fern, Encephalartos). Mambwe inoti mpanga (country) kureva nyika.
  • VaTiriki vanoti khupanga (to arrange, to set out in order, to make a list, to tabulate, to fix) vachireva kuronga.
  • Kikongo vanoti mpanga (n. verb; a making) apa kureva chiito. Mamwe mazwi: mumpanga (n. the doer of). Mumpanga mawete (one who does good).
  • Kikongo vanoti mimpanga mayi (n. doers of evil) apa kureva vaiti vezvivi. Mamwe mazwi: mpangwa (n. a being made).