Mupangi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tancia Mupangi; Paidamoyo Mupangi; Dorothy Mupangi; Drasela Mupangi.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.

  • Mbukushu vanoti mupangi (n. nurse. From: -panga to treat) kureva mukoti.
  • Kikongo vanoti mpangi kana nduku (n. friend) kureva shamwari.