Mudyamhofu

(runangakatsva kubva kuMupuri)

Mudyamhofu, mudyavarungu, munyimonyimo, mupumhanhuka, kana mupuri, (n. Ekebergia benguelensis) rudzi rwemuti unowanikwa muZimbabwe nedzimwe nyika dzekuchamhembe kweAfrica.

Kurapa chinjirudza

  • Zvinonzi makwati emudyamhofu anotapwa mushonga unorapa kusabereka muvarume.
  • Mudzi wemupuri unotapwa mushonga unorapa jeko muvakadzi.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Kana mazita emimwe mitauro awanikwa achaiswa pano.

Zvakakochekwa chinjirudza