Murevereri
Murevereri (Advocate, mediator) munhu anokumirira achirwira mhosva dzauri kupomherwa kuti ukunde.
Bhaibheri
chinjirudza- Nokuti kuna Mwari mumwechete nemurevereri wake mumwechete, iye Jesu Kristu.... ! Timothy 2:5
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaKongo vanoti nzonzi (Advocate, mediator) vachireva murevereri