Mitauro yeBantuEdit

  • VaChewa vanoti mirimo (work, business, duty).
  • Vatauri veKirundi neKinyarwanda vanoti umurimo (action, business, task, occupation) kureva murimo.
  • VaBemba vanoti umulimo (business) kureva murimo.
  • VaLenje neVaTonga vanoti mulimo (labour, work).
  • Mururimi rweLuwanga vanoti mulimo (piece of work; job).
  • Mururimi rweLuganda vanoti omulimo (exercise).
  • VaYao vanoti chitendo kana matendo pahuwandu (action).
  • VaYao vanoti kutenda (to do). Kutendela (to do anything to another).


Peji rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana internal link rakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.