Murungu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Kenya Uganda.

  • Vanhu vane zita iri: Tinotenda Murungu; Gikindi Murungu; Ruvimbo Murungu; Hussein Murungu.
  • Mazita ari pedyo: Muzungu.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Nyaneka inoti omulungu (n. mouth) kureva muromo.
  • Herero vanoti omu-rungu (n. face, front part; look, countenance, aspect) kureva chiso.
  • Mbugwe inoti murungu (n. hollow piece of wood used as drum or a quiver).