Musangu (ku Chingezi: Habit) zvinoreva katsika kanoitwa nemunhu. Paruzhinji unonzi misangu?

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • VaYao vanoti msangu (a habit, a characteristic). VaMambwe vanoti musango (n. character) zvichida musangu?.
  • VaMambwe neVaBemba vanoti musango (kind, sort, species) zvichida mhando.
  • VaMambwe vanoti -yelela (to be accustomed to acclimatise). Mamwe mazwi: -yelezya (to accustom oneself to). Ciyelelo (custom, habit).
  • VaMambwe vanoti ciyelele (a thing which somebody is accustomed to do, a routine). Mazwi Anotodzana: -yeleluka (to lose a custom; to give up a habit).

Mamwe mapeji ekutarisa

chinjirudza