Musika (Kunotengeswa)

Musika (market) inzvimbo inotengeserwa zvinhu zvikurusei muriwo nemichero. Asi musika unogonawo kuva musika wezvimwe semusika wemari kana wembatya.

Musika mukuru unozivikanwa musika wekuMbare

Mitauro yeAfrika

chinjirudza
  • VaYao vanoti msika (a place where a crowd is accustomed to gather) kureva nzvimbo inosisangana vanhu.
  • Chewa vanoti bwalo ya malonda (market place) kureva musika. Zigula vanoti soko (market) vachireva musika.
  • MaZulu vanoti indali (n. Market, auction ; auction sale) vachireva musika.
  • Waalii vanoti daa (n. Market, mart) kureva musika. Mamwe mazwi: da; daara (v. market) kureva kushambadza.
  • Lubwisi vanoti katale (n. Market) kureva musika. Umbundu vanoti ocitanda (n. Market) kureva musika.

Dariro remifananidzo

chinjirudza