Musongora sezita
Musongora izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Democratic Republic of the Congo neUganda.
- Vanhu vane zita iri: Nyasha Musongora; Justino Musongora; Austine Musongora; Katungu Musongora.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.