Mutambe izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neMozambique.

  • Vanhu vane zita iri: Afra Mutambe; Cuthbert Mutambe; Tinashe Mutambe; Chenai Mutambe.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mamwe mazwi.

  • Kimbundu vanoti kutamba (n. fish with net) vachireva kubata hove nemambure.
  • Kimbundu vanoti mutambe (n. net fisherman derives from kutâmba).