Mutawu sezita
Mutawu kana Mutau mazita emhuri anowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Christopher Mutawu; Taonashe Mutawu; Tarzen Mutawu; Tafadzwa Mutawu.
Mitauro yeBantu chinjirudza
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tariro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.