Mutito izita remhuri rinowanikwa muKenya neNamibia.

  • Vanhu vane zita iri: Wambui Mutito; Marget Mutito; Monicah Mutito; Florinda Mutito.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.

  • Kikuyu vanoti mutito (n. forest wood) kureva huni dzemusango?.