Mwami sezita
Mwami izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe; Zambia neKenya.
- Vanhu vane zita iri: Mary Mwami; Juliet Mwami; Mwami Moyo; Mwami Lungu.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi
- Kinyarwanda inoti umwami (king; lord) vachireva mambo. Mazwi anotodzana: ubwami (kingdom) vachireva humambo.
- Ila inoti mwami (n. chief) kureva Ishe. Lugwere inoti bwami (chieftainship, position of chieftain) kureva hushe kana chigaro chehushe.
- Luwanga vanoti omwami (chief; important person; title of respect to men) vachireva Ishe. Kinande vanoti omwami (n. The King).
- Lenje vanoti mwame (Chief or headman of a village; free man not a slave) vachireva sadunhu, Ishe, munhu asiri muranda.
- Luganda vanoti omwaami (n. Chief) kureva Ishe.