Mwanaka izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaMakua vanoti mwanaka (my child; my son; my daughter, man) vachireva mwanangu.
  • Chuwabo vanoti mwánááaká (n. little cat). Mamwe mazwi: páaká (n. a cat).