Mwata sezita
Mwata izita remhuri rinowanikwa muZambia neDemocratic Republic of the Congo.
- Vanhu vane zita iri: Mwata Kanyembo; Ivandro Mwata; Tshimbalanga Mwata.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Kimbundu vanoti muata (n. high dignitary; Mr. Sir). Kwaive namambo ainzi Mwatayamvo.
- Kimbundu vanoti tata muata ia kimi (n. father superior).
- Bushong vanoti muata (n. bridle; anklet; bonds; chain; wristlet, bracelet; wheel, bicycle, wire, prison)